Accessibility links

Breaking News

Mutungamiriri weMDC Alliance VaNelson Chamisa Votaura Hwaro Hwavo


Mutungamiriri weMDC Alliance VaNelson Chamisa Votaura Hwaro Hwavo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiriri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, vatiwo zuva ranhasi rinopa veruzhinji mukana wekurangarira rwendo rwafambwa neavo vari kurwira shanduko munyika. VaChamisa vakarurudzira kuti vanhu vabatane mukugadzirisa zviri kunetsa munyika.(Vhidhiyo: Rutendo Mawere)

XS
SM
MD
LG