Accessibility links

Breaking News

Apex Council Inoti Kwete kuMari Yanga Yavimbiswa neHurumende Ichiti Ishoma Zvikuru


Apex Council Inoti Kwete kuMari Yanga Yavimbiswa neHurumende Ichiti Ishoma Zvikuru
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00

Sachigaro veApex Council, Amai Cecilia Alexander, vati hurumende yanga yawedzera mari yainoda kuvapa kuti vabatsirikane pakurarama kubva pazana nemakumi matanhatu emamiriyoni emadhora kusvika pamazana matatu emamiriyoni emadhora, asi varamba mari iyi vachiti ishoma zvikuru pane yavari kuda

XS
SM
MD
LG