Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Doctor Tererai Trent Chodadisa muAmerica


Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Doctor Tererai Trent Chodadisa muAmerica
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:05 0:00

Doctor Tererai Trent avo vanoita mabasa ekuvaka zvikoro munzvimbo yeHurungwe kuMashonaland West varikudadisa muAmerica umo vakacherechedzwa nechivakwa muguta reNew York nemabasa avo. Doctor Trent vakapihwa $1.5million neshoroma Oprah Winfrey kuti vavake zvikoro. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye

XS
SM
MD
LG