Accessibility links

Breaking News

Vana Vanodarika Zviuru Zana Nemakamumi Matatu Vanouya muAmerica Kuti Vazogara Nedzimwe Mhuri Itsva


Vana Vanodarika Zviuru Zana Nemakamumi Matatu Vanouya muAmerica Kuti Vazogara Nedzimwe Mhuri Itsva
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:47 0:00

Vana vanodarika zviuru zana nemakamumi matatu vanouya muAmerica zviri pamutemo kuti vazogara nedzimwe mhuri itsva sezvo vehukama vanenge vakundikana kuvachengeta. Mutori wenhau weVOA Claire Morin-Gibourg akaenda kudunhu reNew Mexico kunotaura nemhuri idzi.

XS
SM
MD
LG