Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection, chamunopakurirwa na Mike Hove weStudio 7 nhasi, tiri kuendera mberi tichitarisa nyaya yekutekeshera kwechirwere cheCoronavirus munyika. Tichange tichibata zvekare nyaya yezve huori hunonzi huri kuitika munyika. Huori uhu huri kukanganisa here hupenyu wevechidiki munyika?