Accessibility links

Breaking News

Live Talk - The Connection with Mike Hove


Live Talk - The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection, chamunopakurirwa na Mike Hove weStudio 7 nhasi tichange tichiendera mberi tichitarisa nyaya yechirwere checoronavirus icho chabata vanhu vanodarika mazana mashanu munyika. Tiri kutarisawo hurukuro dziri kuitwa pamusoro pezvekuvandudzwa kwebumbiro remitemo kana kuti Constitutional Amendment Bill 2.

XS
SM
MD
LG