Accessibility links

Breaking News

LiveTalk: The Connection with Mike Hove


LiveTalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muchirongwa chedu chevechidiki cheThe Connection na8 pm nhasi, tiri kutaura nezvenyaya yechirwere checoronavirus icho chobata vanhu vakawanda munyika. Tichazeyawo nyaya iri kunetsa muAmerica yekuurayiwa kwemumwe murume wechitema VaGeorge Floyd vakaurayiwa nemumwe mupurisa wechichena kuMinnesotta. Nyaya iyi yakonzerawo mutauro pakati peAmerica neZimbabwe panyaya dzekodzero dzevanhu.

XS
SM
MD
LG