Mukuru wevatambi vekiriketi, Brendan Taylor, anoti chikwata chake chichaita mashiripiti nekudambura zvikwata zvinonzi zvinorura mumutambo uyu.
Vamwe vatambi vebhora vakabvuma kuti vakapihwa mari yekutengesa mitambo
Sibanda anoti kana mukombe waakatambidzwa paakadomwa saSoccer Star akautorerwa
Monomotapa inoti yagura hukama hwayo naVaRodwell Dhlakama