Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yotarisira Goredzva Rakanaka Munyaya dzeHutano


Zvipatara zvange zvaenda kumawere zvekuti vakawanda vange voenda zvavo kun'anga kana kumaporofita.

Papfuura makore gumi kubva mugore ra 2000, apo hurumende yakanga yavimbisa kuti ichange yowanira munhu wese hutano hwakanaka.

Zvinhu zvakatonyanya kuipa munguva iyi, vanhu vachitadza kuwana mapiritsi chaiwo ekurapa musoro.

Asi nyanzvi munyaya dzehutano dzinoti nekuuya kwehurumende yemubatanidzwa, zvinhu zvava kuratidzika zviri nani.

XS
SM
MD
LG