Accessibility links

Breaking News

Chikwata Chema Warriors Chotarisirwa Kutamba neZambia Mangwana


Chikwata Chema Warriors Chotarisirwa Kutamba neZambia Mangwana
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chikwata chema Warriors chotarisirwa kutamba neZambia mangwana mumutambo weAFCON 2021 group H. Mumutambo wekutanga Zimbabwe yakaita mangange 0 kwa 0 neBotswana uku Zambia ichikundwa 5-0 neAlgeria. Marvellous Mhlanga -Nyahuye weStudio 7 abata mutori wedu wenhau dzimitambo Michael Kariati panyaya iyi

XS
SM
MD
LG