Chikwata Chema Warriors Chotarisirwa Kutamba neZambia Mangwana
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Chikwata chema Warriors chotarisirwa kutamba neZambia mangwana mumutambo weAFCON 2021 group H. Mumutambo wekutanga Zimbabwe yakaita mangange 0 kwa 0 neBotswana uku Zambia ichikundwa 5-0 neAlgeria. Marvellous Mhlanga -Nyahuye weStudio 7 abata mutori wedu wenhau dzimitambo Michael Kariati panyaya iyi
Zvikamu
-
Kubvumbi 20, 2024
Hurukuro na Doctor Frenk Guni
-
Kubvumbi 19, 2024
Hurukuro Na Rachiel Kwainona
-
Kubvumbi 19, 2024
Hurukuro naMuzvinafundo Elliot Masocha
-
Kubvumbi 19, 2024
Hurukuro Na Muzvinafundo Ricky Mukonza
-
Kubvumbi 19, 2024
Hurukuro NaVa Xavier Zavare
-
Kubvumbi 19, 2024
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa