Mwaka Wekutengeswa Kwefodya Wotanga Zviri Pamutemo muHarare
Mwaka wekutengeswa kwefodya watanga nhasi zviri pamutemo asi varimi vefodya vachichema nemutengo wefodya uyo vati wanga uri pasi asi hurumende ichiti iri kutarisira kuti mitengo yefodya ichakwira.Gurukota rinoona nezvekurima VaPerence Shiri vaparura chirongwa ichi paTobacco Sales Floor muHarare.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro
Facebook Forum