Accessibility links

Breaking News

Mutori weNhau Sandra Nyaira Oradzikwa kuWarren Hills

Muzvinambiri munyaya dzekuburitswa kwenhau munyika, Sandra Nyaira, akaradzikwa zvine mutsindo neMugovera hama neshamwari dzichirumbidza mabasa aakaita achiri mupenyu.

Vehukama pamwe nevatori venhau vakaungana pamarinda eWarren Hills muHarare vachiona kuradzikwa kwaNyaira.

Rodhai zvimwe

XS
SM
MD
LG