Muzvinambiri munyaya dzekuburitswa kwenhau munyika, Sandra Nyaira, akaradzikwa zvine mutsindo neMugovera hama neshamwari dzichirumbidza mabasa aakaita achiri mupenyu.
Vehukama pamwe nevatori venhau vakaungana pamarinda eWarren Hills muHarare vachiona kuradzikwa kwaNyaira.
Vehukama pamwe nevatori venhau vakaungana pamarinda eWarren Hills muHarare vachiona kuradzikwa kwaNyaira.