Accessibility links

Breaking News

ARTUZ Yoronga Kuratidzira Kwakasimba Panenge Ponyorwa Bvunzo dzeO ne A Level


Obert Masaraure
Obert Masaraure

Mutungamiri werimwe sangano revariridzi reAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe VaObert Masaraure vanoti riri kuronga kuratidzira kwakasimba panenge ponyorwa bvunzo dzeOrinadry ne Advanced level gore rino vachiti havasi kufara nemari dzavari kutambiriswa.

Asi gurukota rezvevashandi Muzvinafundo Paul Mavima vakaudza Studio 7 kuti hurumende gore rino yayedza nepose painogona kugadzirisa nyaya dzemari yemihoro uye vanowedzera vashandi mari chete ndokunge vawana mari.

Asi ARTUZ inoti gurukota rezvemari Muzvinafundo Mthuli Ncube vakazivisa nyika kutu hurumende ine mari yakasara mubhajeti rayo vaakti inofanira kutambiriswa vashandi.

Hurukuro naVaObert Masaraure
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:28 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG