Accessibility links

Breaking News

Makwikwi e2021 Africa Cup of Nations

Muvhuro 13 Chivabvu 2024

Calendar
2024 Chivabvu
Svo Muv Chp Cht Chn Chs Mug
28 29 30 1 2 3 4
5 6 7 8 9 10 11
12 13 14 15 16 17 18
19 20 21 22 23 24 25
26 27 28 29 30 31 1

Argentina Yomirira Morocco Kana France

APTOPIX WCup Netherlands Argentina Soccer
APTOPIX WCup Netherlands Argentina Soccer

Mutambi ane mukurumbira pasi rose, Lionel Messi nezuro akatungamira nyika yake yeArgentina kurova Croatia 3-0 mumasemifainari emutambo weWorld Cup kuQatar.

Argentina yamirira kuona kuti ichatama nenyika ipi pakati peMorocco neFrance idzo dziri kutamba nhasi, Chitatu.

Messi akanwisa chibodzwa chekutanga mushure mekunge nyika yake yapihwa penalty kwapera maminetsi makumi matatu nemapfumbamwe-39" mins.

Zvimwe zvibodzwa zviviri zvakanwiswa naJulian Alvarez mushure memaminetsi makumi matatu nemana-34" mins uye muchikamu chechipiri kwapera maminetsi makumi matanhatu nemapfumbamwe-69' mins.

Nyika inenge yakuandwa ichatamba neCroatia pakuona kuti ndechipi chikwata chinotora chinzvimbo chechitatu mumakundano aya. Mutambo uyu uriko musi weMugovera nengubva dza5 manheru.

Mutambo wekupedzisir weWorld cup uri kutambwa nemusi weSvondo nenguva dza5 manheru.

Vatsigiri veNhabvu Vachifarira Zvikwata Zvavari Kutsigira kuFIFA World Cup kuQatar
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:30 0:00

#fifaworldcup #worldcup #qatar #qatar2022 #fifa #football #messi #soccer #ronaldo #futbol #futebol Vatsigiri venhabvu vachifarira zvikwata zvavari kutsigira kuFIFA World Cup kuQatar.voaworldcup2022 Vhidhiyo ina Sunday Shomari na Kahli Abdu

Rodhai zvimwe

XS
SM
MD
LG