Hurumende yeZimbabwe pamwe nemapato anopikisa zvakorokotedza mutungamiri mutsva weAmerica, VaJoe Biden, pamwe nemutevedzeri wavo, naAmai Kamala Haris ,nekutora mhiko kwavaita mushure mekukunda musarudzo dzakaitwa muna Mbudzi gore rapera.
Gurukota ranga richiona nezvekudyidzana pamwe nekutengeserana nedzimwe nyika, VaSibusiso Moyo, vashaya nechirwere cheCovid-19.
Vakasarudzwa kuva mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden vakatora mhiko yekutungamira nyika nemusi weChitatu muWashington DC pachiitiko change chakatariswa nevakawanda pasi rose
America yave nemutungamiri wenyika mutsva zvichitevera kutoreswa mhiko kwaVaJoe Biden neChitatu masikati.
Gurukota rezvekudyidzana nedzimwe nyika, VaSibusiso Moyo, vashaya nhasi mangwanani nechirwere cheCovid-19.
Bazi rinoona nezvemvura munyika reZimbabwe National Water Authority, Zinwa, razivisa kuti dhamu reTokwe Mukosi rave nemvura inosvika zvikamu makumi masere namatanhatu kubva muzana, kana kuti 86%.
Dzimwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzinoti kudhindwa kwemari yemadhora makumi mashanu kuri kuda kuitwa neReserve Bank of Zimbabwe, kunogona kupa kuti dhora renyika rishaye simba.
Chitatu America iri kugadza mutungamiri mutsva, VaJoe Biden, pamwe nemutewedzeri wavo Amai Kamala Harris, pamabiko achaitirwa muWashington DC., paine kuchengetedzwa nemauto kusati kwamboonekwa munhoroondo yeAmerica pakutoreswa mhiko kwemutungamiri wenyika.
Mumwe mudzimai akaratidza hushing muHarare apo akasiya vana nemurume achienda kunochengeta vabereki vake vainge vabatwa nechirwere cheCovid-19.
Rodhai zvimwe