Masangano anorwira kodzero dzevanhu ari kukurudzira kuti vatungamiri venyika dzekuchamhembe kwe Africa, ve Southern Africa Development Community, SADC, vazeye nyaya dzinosimudzira kodzero dzevanhu pamwe nehupfumi mu Zimbabwe nedzimwe nyika dziri mumubatanidzwa uyu.