Maporofita ekereke yeZion aita chishamiso chasiya vanhu vakawanda vakashama mirimo yavo apo apinda mudhamu reGaranyemba ndokurwisana nenyoka huru iyo inonzi yanga ichikonzera kufa kwevanhu pamwe nezvipfuyo kuGwanda mudunhu reMatabeleland South.