Zimbabwe Yokumbira Rubatsiro Rwechikafu Chekupa Vanhu Vanodarika Mamiriyoni Mashanu Kubva kuWorld Food Programme

Your browser doesn’t support HTML5

Izvi zvaziviswa negurukota rezvevashandi nekugara zvakanaka kwevanhu Amai Sekai Nzenza pamusangano waitirwa kuChebvute kuMasvingo. Amai Nzenza vataura mashoko aya pamberi pemukuru weWFP VaDavid Beasley avo vashanyira chimwe chirongwa cherubatsiro rwechikafu kuChebvute.