Progressive Teachers Union Of Zimbabwe Yoshora Kudzingwa kweVarairidzi Vasina Kubairwa Zvitupa

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Rimwe sangano revarairidzi, reProgressive Teachers’ Union of Zimbabwe, PTUZ, rinoti riri kushora zvikuru wongororo yakabuda kubva ku gurukota rezvedzidzo VaLazurus Dokora inoti varairidzi vasina zvitambi kana kuti matemporary teachers anosvika zviuru zviuru makumi maviri vachadzingwa basa gore rinouya.

Bepanhau reHerald rakaburitsa mashoko ekuti ongoro iyi yavepo. Asi Munyori mukuru wePTUZ VaRaymond Majongwe vanoti zviri kuitwa naVaDokora hazvina nematuro ose.

.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro NaVa Raymond Majongwe