Dambudziko reHIV/AIDS Rokwira Mune Vanoita zveHupfambi

The Lancet has published a new series warning an AIDS-free generation is impossible unless the disease is tackled among sex workers.

Mamwe madzimai anoita mabasa ehupfambi anoti vakapinda mubasa iri senzira yekuyedza kuchengeta mhuri dzavo. Asi mubasa iri mune dzimwe nguva madzimai aya anoguma atapurirwa zvirwere zvakaita seHIV/AIDS.

Sangano reCenter for Sexual Health and HIV/AIDS Research rinoti zvikamu makumi maviri kubva muzana zvamadzimai aya zvine hutachiwana hweHIV/AIDS.

Sangano ir riri kukurudzira hurumende kuti itsvage nzira dzekubatsira madzimai aya

Mumwe anoita mabasa ehupfambi muzvare Sharon Mazvihwa vanoti vave kuda kudzokera kuchikoro kuti vararame hupenyu huri nani.

Your browser doesn’t support HTML5

Nhau naMuzvare Sharon Mazvhihwa