WASHINGTON —
Kanzuru yeHarare inoti iri kuenderera mberi nekupwanya dzimba pedyo nenhandare yeharare ichibatsira hurumende.
VaMugabe vodzoka kumusha kubva kuzororo asi vakawanda vachiti havaone vachigadzirisa zvinhu.
Vatsigiri venhabvu vogunun’una nekudyiwa kwechikwata chemaWarriors kumakwikwi eCHAN kuRwanda.
Sangano rinoona nezvechirwere chegomarara reZimbabwe Cancer Association roita gadziriro yekurangarisa vanhu nezvechirwere ichi.
Muchirongwa cheLivetalk- na 8:30 pm tiri kutarisa kukundwa kweZimbabwe mumakwikwi eCHAN kuRwanda.
Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.
Your browser doesn’t support HTML5
Interview with Junior Mavhu