VaFreeman Chari Votanga Chimwe Chirongwa Chiri Kuunganidza Mari

Your browser doesn’t support HTML5

Citizens Initiative yatanga chimwe chirongwa che GoFundMe, chekuunganidza mari, ichashandiswa mukubatsira vana chiremba nevakoti munyika mukurwisa Coronavirus. Mike Hove weStudio7 abata murongi wechirongwa ichi, VaFreeman Chari.