Pamineti Yegayega Munhu Mumwe chete Arikufa neCOVID-19 muAmerica

Chirwere che COVID-19 mu America chiri kuramba chichibata vazhinji mune mamwe matunhu, kunyange hazvo mamwe matunhu ave kuratidza kudzikira kwe kutapuriranwa kwe chirwere ichi.

Tichienda pamhepo, America yange iine vanhu vanoita mamirioni mana nezviuru mazana masere (4, 800,000) vabatwa nechirwre ichi, vafa vachiita zviuru zana nemakumi mashanu nezvinomwe, nemazana mapfumbamwe ane makumi matatu (157, 930).

Dr Frenk Guni vati pane mishonga miviri inotarisirwa kubudirira mukudzivirira chirwere ichi, asi vachiti mishonga iyi ichiri kure kokuti vanhu vatange kuishandisa.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naDr Frenk Guni