Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chitatu, 09, 2015


Studio 7 Logo
Studio 7 Logo

Chabvondoka zvakare muZanu PF zvichitevera danho ratorwa neWomen’s League rekuti Amai Monica Mutsvangwa vadzingwe mubato vachinzi vari kukonzera kupatsanuka kwebato, pamwe nedanho remadzimai aya rekuti chinzvimbo chemumwe wevatevedzeri vemutungamiri wenyika chidzoserwe kuvanhukadzi…..

Masangano akawanda opinda muhurongwa hwekurangarira murwiri wekodzero dzevanhu akapambwa akatsakatikamwedzi mipfumbamwe yapfuura, VaItai Dzamara.

Vagere kunze kwenyika votumira hama neshamwari zvinhu zvekudya nekushandisa pakisimusi panguva iyo vakawanda vari kuomerwa nehupenyu muZimbabwe…..

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa mamiriro akaita kodzero dzevanhu munyika takatarisa zuva reInternational Human Rights Day riri kucherechedzwa pasi rose mangwana.....

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana pafacebook page yedu yevoa shona.

Misoro yeNhau, Chitatu, Zvita , 09, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG