Accessibility links

Breaking News

Dynamos Inorakasha Whawha 5-1 muMutambo weCastle Premier Soccer League


Dynamos FC
Dynamos FC

Chikwata cheDynamos nemusi weChitatu chakarakasha chikwata cheWhahwa 5-1 mumutambo weCastle Premier Soccer League kunhandare yeRufaro.

Izvi zvinotevera kumborohwa 3-1 nechikwata cheFC Platinum nemusi weMugovera.

Asi mufaro weDynamos hauna hawo kunyanya kuenderera mberi nenyaya yekuti zvikwata zviri kutungamira, Chicken Inn neFC Platinum zvakakundawo mumitambo yazvo.

Iyi ndiyo mitambo yakatamba neChitatu.

Dynamos 5 Whawha 1

FC Platinum 3 How Mine 0

Chicken Inn 2 Triangle 1

Caps United 1 Hwange 0

Chapungu 2 Tsolotsho 1

ZPC Kariba 2 Harare City 0

XS
SM
MD
LG