Komisheni yaVaKgalema Mothlante iri kuongorora kupfurwa kwevanhu vatanhatu muHarare yoenderera mberi ichinzwa humbowo kubva kune mutevedzeri wasachigaro weMDC VaTendai Biti asi vamwe vaida kupa huchapupu VaElliot Piki vachinzi vakapambwa mumwe mutori wenhau akapa humbowo achinziwo ari kutyisidzirwa.
MuMDC mokandiranwa makobvu nematate pakati pemumwe mutevedzeri wemutungamiri webato iri VaElias Mudzuri vaenda kumusangano kuState House wavati ndewevakuru vedare reparamende neSenate. Asi vamwe mubato vachiti vazvidza dare.
Studio 7 yoita hurukuro nevagari vekuGwanda nhasi ichitarisa matambudziko akatarisana nevagari ava.
Zimbabwe yobatana nedzimwe nyika mukucherechedza mazuva gumi nematanhatu ekukurudzira kuremekedzwa kwekodzero dzemwanasikana nemadzimai.
Mhuri gumi nepfumbamwe dziri kurara pedyo nemugwagwa kuBindura mushure mekudzingwa papurazi reCleverhill North nevaimbova seneta weZanu-PF VaDamien Mumvuri.
Muchirongwa cheLiveTalk nhasi 8 pm, tiri kutarisa zviri kubuda kubva kukomisheni yaVaKgalema Mothlante iyo iri kuongorora kupfurwa kunonzi kwakaitwa vanhu muHarare nemauto musi wa 1 Nyamavhuvhu
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 15460 ne (13860) Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 AM, (6175 ne 9875) Short Wave

Facebook Forum