Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Ndira 20, 2017.


Misoro yeNhau

Mutungamiri mutsva weAmerica, VaDonald Trump, votoreswa mhiko yekutungamira nyika iyi kwemakore mana.

Vakawanda muZimbabwe vanoti vanoyemura kutambidzanwa kwemasimba muAmerica.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:00pm tiri kutarisa kugadzwa kwaVaTrump muWashington DC nezvakunoreva kuhutongi hwejechetere.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

XS
SM
MD
LG