Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Kubvumbi 26, 2016


Misoro yeNhau

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai vanoita hurukuro nemumiriri weAmerica muZimbabwe….

Varairidzi vanotadza kuwana mari dzavo dzose kumabhanga nepamusana pukushomeka kwemari mumabhanga emunyika….

Dare repamusoro rinosendeka parutivi mutongo waro panyaya yekumbomiswa basa kwameya weHarare, VaBernard Manyenyeni…

Muchirongwa chevechidiki, che The Connection na 8:30pm, tichanzwa zvinofungwa nevabereki pamusoro pemhiko yeNational Pledge iri kunzi nehurumende iitwe nevana vechikoro…

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau, Chipiri Kubvumbi 26, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG