Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Kurume 29, 2016


Misoro yeNhau

Hurumende inoti pane makambani mashoma ekunze kwenyika asvitsa kwairi hurongwa hwawo hwekutevedzera zvinodiwa nemutemo unoendesa hupfumi kuvatema….

Nhasi Studio7 inotarisa mamiriro akaita nzara mudunhu reMashonaland East….

Vechidiki veZanu PF kuManicaland vogadzirira kufora kwevanhu vanosvika miriyoni imwe chete muna Chivabvu vachiti VaMugabe ngavaitwe mutungamiri kudzarama Mwari avatora….

Munyori mukuru weMDC-T VaDouglas Mwonzora vanosungwa nemapurisa muHarare…

Muchirongwa che The Connection tiri kutarisa dambudziko reHIV muzvikoro zvepamusoro soro.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app nhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau, chipiri Kurume 29, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG