Vana chiremba navana mukoti vanoti havasi kuenda kubasa kutanga mangwana sezvo hurumende isina kugadzirisa zvichemo zvavo….
Veruzhinji vozvibvunza kuti seyi vanhu vemuZimbabwe vasiri kutirimuka munguva dzekuomerwa sezvinoitika mudzimwe nyika….
Apo gore ra 2015 rinosvika kumagumo kwaro nhasi, tiri kutarisa zvakagonwa pamwe nekutadzwa nenyika munyaya dzemitambo, nhunha dzevakweguri, pamwe netsekwende yakatarisana neveruzhinji….
Muchirongwa cheLiveTalk cheWomen’s Roundtable madzimai ari kuzeya zvakadzama nezvenhunha dzavakasangana nadzo mugore ra 2015, uye zvinoreva gore ra 2016 kwavari…..
Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...Musakanganwa kuti munokwanisa kutibata pa909 am, 4930, kana pa13860 ne15460 Kilohertzs paShortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.