Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Zvita 10, 2015


Shona
Shona

Zimbabwe inobatana nedzimwe nyika mukucherechedza zuva rekodzero dzevanhu pasi rose re International Human Rights Day nhasi.....

Kanzuru yeguta reHarare inoenderera mberi nekuputsa zvivakawa zvainoti zvakavakwa zviri kunze kwemutemo mumusha weveruzhinji weBudiriro.......

Mapishapisha emubato reZanu PF anoenderera mberi zvichitevera kudzingwa kwaVaSylvester Nguni nevamwe mubato iri pamwe nekumbomiswa kuve nhengo kwevamwe.....

Muchirongwa chedu cheWomen's RoundTable na8:30pm nhasi, tiri kutarisa nezvekusvika kumagumo kwechirongwa chemazuva gumi nematanhatu ekushoropodza mhirizhonga yemudzimba, kana kuti 16 Days of Activism Against Gender Based Violence pamwe nezvinoreva zuva reInternational Human Rights Day kumadzimai emuZimbabwe......

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG