Accessibility links

Breaking News

'Vhangeri Rehupfumi Harisi Vhangeri raJesu Kristu' - Mufundisi Gilbert Mzenzi Mabasa


Mufundisi Gilbert Mzenzi Mabasa

Mufundisi Gilbert Mzenzi Mabasa, vePentecostal Assemblies of Zimbabwe, vanoti vhangeri rehupfumi, kana kuti ‘Prosperity Gospel’, harisi shoko raJesu Kristu asi revanhu vanoshandisa zita raJesu kutora mari dzevanhu.

Mufundisi Mabasa vaudza Studio 7 kuti, “Vhangeri rehupfumi rakafanana nemunhu akapfeka ‘hwigi’; hazvirevi kuti ukaisa bvudzi rekutenga mumusoro mako bvudzi iroro nderako.”

Mufundisi Gilbert Mabasa vanotaura pamusoro pevhengeri rehupfumi
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:40 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda



Facebook Forum

XS
SM
MD
LG