Accessibility links

Breaking News

‘Muporofita Muromo WaMwari’ – Rev. Rabecca Makayi


‘Muporofita Muromo WaMwari’ – Rev. Rabecca Makayi
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:17:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Pastor Rebecca Makayi ve Praise Covenant International Church, kuSt Paul’s, Minnesota, vanotaura pamusoro pechiporofita nevaporofita vachiti muporofita muromo waJehova, anonzwa kutaura kwaMwari achisvitsa kuvanhu. Vanoti muporofita anonzwa manzwi nemanzwiro akasiyana nezvinonzwikwa nevamwe.

XS
SM
MD
LG