Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri we America Va Donald Trump Vanoti Havana Rusarura Ganda


Mutungamiri we America Va Donald Trump Vanoti Havana Rusarura Ganda
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri we America Va Donald Trump vanoti havana rusarura ganda panguva iyo vari kuedza kuzvidzivirira zvichitevera mashoko avo anofungidzirwa kuti ane rusarura ganda avakataura kunhengo ina dzebato re Democratic Party muCongress. Muzvinafundo Dr Moses Rumano vashora mashoko aya vachiti haavake.

XS
SM
MD
LG