Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Ndira 28, 2016


Shona
Shona

Mutungamiri webato rePeople’s Democratic Party, Va Tendai Biti, vanoti hurumende yeZanu PF inogona kubviswa chete kana mapato anopikisa akabatana kuti arwisane nebato ravanoti rauraya nyika…

Mutungamiri wenyika, uye vari sachigaro weAfrican Union, VaRobert Mugabe, vanosvika muAddis Ababa kuEthiopia kumusangano wepagore wenyika dziri muAfrican Union…

Imba yevanopikisa hurumende, Amai Margaret Dongo inopiswa muHarare muchiitiko chavanoti vanofungidzira kuti chine zvematongerwo enyika mukati....

Muchirongwa cheWomen’s RoundTable, tiri kutarisa matambudziko akatarisana nevanhukadzi vanoita mabasa ekutengesa zvinhu mumigwagwa…..

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG