Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Ndira 26, 2016


Shona
Shona

Sangano reZimbabwe Elections Support Network rotambira nemufaro hurongwa hweZimbabwe Electoral Commission hwekushandisa gwaro rechizvinozvino mukunyoresa vavhoti, kana kuti biometric voter registration…

Hurumende yokoka varimi vechichena kuti vashandise mapurazi enyika vachibhadhariswa mari yekushandisa mapurazi aya…

Nguva yoperera vadzidzi vanoda kunyorera chirongwa chekudzidza kuAmerica, che United States Assisted Program, sezvo zuva rekupedzisira kunyorera chirongwa ichi uri musi a 26 Kukadzi…

Muchirongwa chevechidiki che The Connection na 8:30pm tiri kutarisa kurudziro yekuti vanhu vanobhinya vanasikana vanyoreswe mazita avo kuitira kuti vagare vachizivikanwa neveruzhinji….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 AM, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOA Shona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:28 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG