Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Ndira 12, 2016


Shona
Shona

Zvikoro zvinovhurwa vana vakawanda vechikoro vachidzoserwa kumba sezvo vabereki vavo vasina kubvisa mari dzeruvako nezvimwe….

Ichokwadi here kuti hurumende haina mari yekupa vashandi vayo mabhonasi uku ichitengera makurukota ayo zvikakarara nemizvambarara yemotokari dzinodhura zvakanyanyisa….

Nyanzvi dzotaura pamusoro pekukundikana kweZanu PF kugadzirisa zviri kunetsa munyika, ukuwo bato reMDC-T risingaisire Zanu PF puresha kuti igadzirise zvinhu munyika sezvinotarisirwa kuitwa nebato rinopikisa….

uchirongwa che The Connection na 8:30pm, tiri kutarisa matambudziko akatarisana nevana vechikoro panguva iyo nyika yose iri kuchema nerekuti zvinhu zvakaoma munyaya dzemari munyika…..

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG