Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Zvita 17, 2015


Shona
Shona

Chikwata chePeople First chinobatana nemapato anoda kuita mushandira pamwe kuburikidza nekuisa ruoko rwacho pagwaro remushandira pamwe….

Ongororo yakaitwa neAfrobarometer inoti vanhu vemuZimbabwe vari kushushikana zvikuru nekushaikwa kwemabasa, kudzikira kwezvinhu munyaya dzehutano pamwe nedzidzo….

Musangano weWomen’s Coalition in Zimbabwe unotanga muBulawayo uchizeya nyaya dzemari nezvematongerwo enyika muvanhukadzi…

Muchirongwa che Women’s Forum, tiri kutarisa mamiriro anga akaita gore ra 2015 muvanhukadzi munyaya dzemari nezvematongerwo enyika….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG