Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Mbudzi 03, 2015


Shona
Shona

Nyanzvi munyaya dzehupfumi pamwe neveruzhinji votaura pamusoro pezvichawanikwa neZimbabwe zvichitevera kunyoreranwa kwezvibvumirano zvekusimudzira hupfumi pakati peZimbabwe neChina…

Mudzimai wemutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe, vanoita musangano kuMaphisa kuMatabeleland South, rwendo rwuno vachinyomba mutungamiri weMDC T VaMorgan Tsvangirai sezvavanoita nguva dzose….

Hurongwa hwekuda kuita mushandira pamwe munyaya dzesarudzo hwemapato anopikisa hozeyiwa nenyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika….

Muchirongwa che Women’s Roundtable nhasi manheru, tiri kutarisa zvishuwo zvevanhukadzi zviri kubuda kumusangano weICASA muHarare.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 AM, 4930, kana pa 13860 ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG