Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Gumiguru 29, 2015


Studio 7
Studio 7

Vakawanda vokurudzira muchuchisi mukuru wenyika, VaJohannes Tomana, kusiya basa zvichitevera kuwanikwa vaine mhosva yekuzvidza matare…..

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti kutadza kuronga gwara rakajeka ndiko kuri kupa kuti hurumende yeZanu PF itadze kugadzirisa zvinhu munyika….

Hama neshamwari dzemunyori aive nemukurumbira munyika, muchakabvu Chenjerai Hove, dzoita chirongwa chekurangarira munyori apo vanhu vachanzwa nhetembo nemumhanzi kuQueensdale Sports Club neMugovera manheru…

Muchirongwa cheLivetalk-Women’s Round Table na 8:30 pm tiri kutarisa dambudziko renzara rakatarisana nemadzimai ekumaruwa.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:18 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG