Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Zvita 29, 2015


Shona
Shona

Varairidzi votambira mari dzemihoro asi vachigunun’una nekubatirwa mari dzemudyandigere pasina kutaurirana.

Vanotungamira sangano reRural Teachers Union of Zimbabwe vosungwa nekurohwa nemapurisa mushure mekuratidzira kunonoka kutambira.

Nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzinoti kunyange hazvo hurumende ichibvuma kuti hupfumi hausi kufamba zvakanaka gore rino yakatora matanhano akawedzera kutambudzika kweveruzhinji akaita sekuvatandanisa mumigwagwa umo vaitengesa zvinhu.

Murairidzi wemaWarriors Callisto Pasuwa onyorerana chibvmirano neZIFA kuti ashande kwemakore matatu.

Muchirongwa cheLivetalk- The Youth Connection na 8:30 pm tiri kutarisa nyaya yedzidzo kune vechidiki.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:30 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG