Accessibility links

Breaking News

Hurumende inoshorwa Kuti Haina Zvinangwa Zvingabatsira Vanhu Muna 2021


VaEmmerson Mnangagwa

Dzimwe nyanzvi munezvematongerwo enyika dzinoti Zimbabwe yatangidza gore dzva ra2021 ichirwisana nezvinhu zvisina maturo, ichisiya zvinhu zvine basa zvinobatsira vanhu.

Nyanzvi mune zvematongerwo enyika, VaRejoice Ngwenya, vanoti pachinhambo chekuwedzera simba rekurwisana ne ‘coronavirus’, hurumende yapinda mugoredzva isina zvinangwa zvinobatsira vanhu.

VaNgwenya vanoti nyika haiendereri mberi kana hurumende ichingoita basa rekutandanisana nekusunga vatori venhau, vemapato anokwikwidza pamwe chete nevanorwira kodzero dzevanhu, vachiti hurumende inofanira kutora vanhu semadzisahwira mukusimudzira nyika kwete kupedza nguva ichisunga vanhu nekukurudzira kuumbwa kwemapato anopikisa enhema vanhu vachida rubatsiro.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Asi vanoona nezvekufambiswa kwemashoko mubato riri kutonga, reZanu-PF, VaTafadzwa Mugwadi, vanoti Covid-19 haimisi kusungwa kwevanhu vanotyora mitemo.

please wait

No media source currently available

0:00 0:00:41 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG