Nyaya Ina Godwin Mangudya
Vakuru vemajeri kuZimbabwe Prisons and Correctional Services vaudza nhengo dzeparande dzashanyira jeri reChikurubi Maximum Security Prison, musi weChina, kuti kuwandisa kwevanhu mujeri iri kwave kukonzera kushomeka kwemishonga, chikafu hembe nezvimwe zvinoita kuti vasungwa vararame zvakanaka
Zvikamu
-
Kukadzi 03, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 02, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 01, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 31, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 30, 2026Nhau dzeShona
-
Ndira 29, 2026Nhau dzeShona