Nyaya Ina Godwin Mangudya
Vakuru vemajeri kuZimbabwe Prisons and Correctional Services vaudza nhengo dzeparande dzashanyira jeri reChikurubi Maximum Security Prison, musi weChina, kuti kuwandisa kwevanhu mujeri iri kwave kukonzera kushomeka kwemishonga, chikafu hembe nezvimwe zvinoita kuti vasungwa vararame zvakanaka
Zvikamu
-
Chikumi 15, 2025
Nhau dzeShona
-
Chikumi 14, 2025
Nhau dzeShona
-
Chikumi 13, 2025
Nhau dzeShona
-
Chikumi 12, 2025
Nhau dzeShona
-
Chikumi 11, 2025
Nhau dzeShona
-
Chikumi 10, 2025
Nhau dzeShona