Accessibility links

Breaking News

Musika weMbare Famers Market Wogadziriswa neOxfam neUNDP


Musika weMbare unotengesa zvinhu zvizhinji, kunyanya miriwo
Musika weMbare unotengesa zvinhu zvizhinji, kunyanya miriwo

Mukuru wesangano revanorarama nekutengesa mumigwagwa reVendors Initiative for Social and Economic Transformation kana kuti VISET, VaSamuel Wadzai, vanoti vari kufara zvikuru nekugadziriswa kwemusika weMbare Farmers Market.

Musika uyu uri kugadziriswa nemasangano anopa rubatsiro ekunze anoti re Oxfam Zimbabwe ne United Nations Development Program, UNDP.

Izvi zviri kuitwa pasi pechirongwa chakanangana nekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 pamusika unotengeswa zvekudya muHarare uyu chinonzi Covid-19 Food Supply Chain Management.

Masangano eOxfam neUNDP anozivikanwa pasi rose munyaya dzekusimudzira budiriro munyika dzakawanda.

Mukuzeya nyaya iyi, tabata VaWadzai.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:13 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG