Accessibility links

Breaking News

Komisheni yeNational Peace and Reconciliation Nhasi Ichaita Misangano Mudunhu reHarare


National Peace and Reconciliation Commission, NPRC

Mutauriri wekomisheni inoona nezvekuregererana yeNational Peace and Reconciliation Commission, VaObert Gutu, vanoti nhasi vari kutarisira kuita misangano nevakuru vemapurisa nevemajeri mudunhu reHarare.

Misangano nekutaura nemapazi ehurumende, machechi, mapato anopikisa nemasangano akazvimirira oga yakatanga nezuro nechinangwa chekuona kuti pakaita makakatanwa anokwanisa kupedzwa nekutaurirana. Misangano iyi yakatanga nezuro.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:17 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG