Accessibility links

Breaking News

Vadzidzi Vanobvisiswa Mari yeChibatiso Kuitira Kuti Vatongwe Vachibva Kumba


VaObey Shava

Vadzidzi vapfumbamwe vakasungwa vachiratidzira mushure mekusungwa kwemutungamiri weZimbabwe National Students Union, VaTakudzwa Ngadziore, vakapiwa mukana wekubvisa mari yechibatiso kuitira kuti vatongwe vachibva kudzimba dzavo.

Gweta revadzidzi ava, VaObey Shava, vaudza Studio 7 kuti mumwe nomumwe wavo akanzi abvise madhora emaRTGS anoita zviuru zviviri.

VaShava vanoti vadzidzi ava vari kupomerwa mhosva yekuda kukonzera kusagadzikana munyika, vachiti vese vanzi vadzoke kudare redzimhosva musi wa 30 Gumiguru, 2020.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:05 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG