Accessibility links

Breaking News

VaPasuwa Vodoma Vatambi vemaWarriors Vachatamba neMalawi muMutambo weAfcon 2017


Zimbabwe Warriors

Murairidzi wechikwata cheZimbabwe chemaWarriors Kalisto Pasuwa nemusi weChipiri vakadoma vakoma makumi maviri nevatanhatu vachamirira Zimbabwe mumakwikwi e 2017 Africa Cup of Nations achatamba nemusi wa 5 Chikumi muHarare neMalawi. Vatambi vakadomwa ndevanotevera.

Vatambi vepagedhi; Tatenda Mukuruva (Dynamos, Zimbabwe), Donovan Bernard (How Mine, Zimbabwe) naTapiwa Chilenga (Triangle, Zimbabwe)

Vekumashure; Costa Nhamoinesu (Sparta Prague, Czech Republic), Lawrence Mhlangla (Chicken Inn, Zimbabwe), Hardlife Zvirekwi (Caps utd, Zimbabwe), Bruce Kangwa (Highlanders, Zimbabwe), Onismo Bhasera (Bidvest Wits, South Africa), Elisha Muroiwa (Dynamos, Zimbabwe), Teenage Hadebe (Chicken Inn, Zimbabwe), Blessing Moyo (Harare City, Zimbabwe).

Vepakati: Willard Katsande (Kaizer Chiefs, South Africa), Marvelous Nakamba (Vitesse Arnhem, Netherlands), Danny Phiri (Chicken Inn, Zimbabwe), Kuda Mahachi (Golden Arrows, South Africa), Marshall Mudewe (Harare City, Zimbabwe), Farai Madhanhanga (Harare City, Zimbabwe), Tafandzwa Katinyu (Chicken Inn, Zimbabwe) uye Andrew Gwaze (Gornik Zabrze, Poland).

Vekumberi; Knowledge Musona (K.V. Oostende, Belgium), Nyasha Mushekwi (Dalian Yifang, China), Evans Rusike (Maritzburg utd, South Africa), Mathew Rusike (Helsingborgs IF, Sweden), Khama Billiart (Sundowns, South Africa), Cuthbert Malajila (Sundowns, South Africa), Tendai Ndoro (Orlando Pirates, South Africa).

XS
SM
MD
LG